Nehemia 5:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndakazvibvunza mumwoyo zano rokuita, ndikatongesa vokumba huru namakurukota. Ndakati kwavari, “Muri kuita chimbadzo imi kuhama dzenyu, mose zvenyu iyemi.” Ndakavaunganidzira dare guru kwazvo ravanhu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ndakaraŋgarira mumŋoyo maŋgu, ndikaita nharo naʋakuru naʋarairi, ndikati kwaʋari: Imi munoreʋa mhindu, mumŋe nomumŋe pahama yake. Ipapo ndikakoka ʋuŋgano huru pamsoro paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino ndarangarira mumwoyo mangu, ndikaita nharo navakuru navarairi, ndikati kwavari, “Imi munoreva mhindu, mumwe nomumwe pahama yake.” Ipapo ndikakoka ungano huru pamusoro pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndakazvibvunza mumwoyo zano rokuita, ndikatongesa vokumba huru namakurukota. Ndakati kwavari, “Muri kuita chimbadzo imi kuhama dzenyu, mose zvenyu iyemi.” Ndakavaunganidzira dare guru kwazvo ravanhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndakazvibvunza mumwoyo zano rokuita, ndikatongesa vokumba huru namakurukota. Ndakati kwavari, “Muri kuita chimbadzo imi kuhama dzenyu, mose zvenyu iyemi.” Ndakavaunganidzira dare guru kwazvo ravanhu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvino ndakazvirangarira mupfungwa dzangu ipapo ndikatsiura vakuru navabati ndikati kwavari, “Imi muri kureva mhindu kuvanhu venyika yenyu!” Saka ndakavakoka kumusangano mukuru kuti ndivarayire Viz kapitola |