Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ndakashatirwa kwazvo pandakanzwa kugunun'una kwavo pamwechete namazwi iwaya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ipapo ndakatsamŋa kwaɀo ndicinzwa kucema kwaʋo namashoko iwayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ipapo ndakatsamwa kwazvo ndichinzwa kuchema kwavo namashoko iwayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ndakashatirwa kwazvo pandakanzwa kugunun'una kwavo pamwechete namazwi iwaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ndakashatirwa kwazvo pandakanzwa kugunun'una kwavo pamwechete namazwi iwaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Pandakanzwa kuchema kwavo kukuru nezvairehwa izvi, ndakatsamwa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 5:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy