Nehemia 5:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvino pazuva paibayiwa izvi zvinoti: mombe imwechete nehwai nhanhatu dzakakora. Ndaibayirwawo huku ndichiwaniswa maguchu amatehwe ewaini yakawanda kwazvo pazuva roga roga rechigumi. Asi kunyange zvakadaro zvazvo handina kumboti nditopiwawo chete zvokudya zviya zvainge zvichifanira kupiwa gavhuna pamusana pokuti vanhu vainge vachitova kare nemutoro inorema. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino zuʋa rimŋe nerimŋe kwaigadzirwa nzombe imŋe, namakwai matanhatu akatsaurwa; ndaigadzirirwa ʋo huku, ʋuye kamŋe pamazuʋa anegumi waini zhinji yamarudzi ose; kunyaŋge ɀakaɗaro handina‐kukumbira ɀokudya ɀomuɓati, nokuti ʋanhu aʋa ʋakaŋga ʋaciremedzwa kwaɀo noʋuranda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino zuva rimwe nerimwe kwaigadzirwa nzombe imwe, namakwai matanhatu akatsaurwa; ndaigadzirirwawo huku, uye kamwe pamazuva ane gumi waini zhinji yamarudzi ose; kunyange zvakadaro handina kukumbira zvokudya zvomubati, nokuti vanhu ava vakanga vachiremedzwa kwazvo nouranda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvino pazuva paibayiwa izvi zvinoti: mombe imwechete nehwai nhanhatu dzakakora. Ndaibayirwawo huku ndichiwaniswa maguchu amatehwe ewaini yakawanda kwazvo pazuva roga roga rechigumi. Asi kunyange zvakadaro zvazvo handina kumboti nditopiwawo chete zvokudya zviya zvainge zvichifanira kupiwa gavhuna pamusana pokuti vanhu vainge vachitova kare nemutoro inorema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvino pazuva paibayiwa izvi zvinoti: mombe imwechete nehwai nhanhatu dzakakora. Ndaibayirwawo huku ndichiwaniswa maguchu amatehwe ewaini yakawanda kwazvo pazuva roga roga rechigumi. Asi kunyange zvakadaro zvazvo handina kumboti nditopiwawo chete zvokudya zviya zvainge zvichifanira kupiwa gavhuna pamusana pokuti vanhu vainge vachitova kare nemutoro inorema. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Zuva rimwe nerimwe ndaigadzirirwa nzombe imwe, makwai akaisvonaka matanhatu nehuku, uye pagumi roga ramazuva ndaipiwa waini zhinji dzemhando dzose. Kunyange zvakadaro hazvo, handina kumbokumbira zvokudya zvomubati, nokuti mitoro yakanga yakatakudzwa vanhu ava yairema kwazvo. Viz kapitola |