Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Magavhuna akanditangira akanga achitakudza vanhu mitoro inorema vachitovatorera zvokudya newaini pamwechete namakumi mana emari yesirivha yamashekeri. Kunyangova vashandi vavo, vaitoremedzawo kwazvo vanhu. Asi ini handaiita saizvozvo pamusana pokutya Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Asi ʋaɓati ʋokutaŋga, ʋakanditaŋgira, ʋairemedza ʋanhu, ʋacitora kwaʋari ɀokudya newaini, ʋuye ʋo mashekeri esirveri anamakumi manna; naʋaranda ʋaʋo ʋo ʋaiɓata ʋanhu nehasha; asi ini handina‐kuita saiɀoɀo, nokuti ndakatya Mŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Asi vabati vokutanga, vakanditangira, vairemedza vanhu, vachitora kwavari zvokudya newaini, uyewo mashekeri esirivha ana makumi mana; navaranda vavowo vaibata vanhu nehasha; asi ini handina kuita saizvozvo, nokuti ndakatya Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Magavhuna akanditangira akanga achitakudza vanhu mitoro inorema vachitovatorera zvokudya newaini pamwechete namakumi mana emari yesirivha yamashekeri. Kunyangova vashandi vavo, vaitoremedzawo kwazvo vanhu. Asi ini handaiita saizvozvo pamusana pokutya Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Asi vabati vokutanga, avo vakanditangira, vairemedza vanhu uye vaitora kubva kwavari mashekeri makumi mana esirivha, pamusoro pezvo vachitorazve zvokudya newaini. Kunyange vabatsiri vavo vairemedzawo vanhu. Asi ini handina kuita izvozvo nokuti ndaitya Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 5:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy