Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ivo vakati, “Tichadzosera izvozvo pasina nechatichareva kwavari. Zvamareva ndozvatichaita.” Ndakadaidza vapristi ndichiitisa vatungamiri ivavo mhiko yokuti vaizoita sezvavakanga vatsidza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ipapo ʋakati: Ticaɀidzosa, hatiŋgareʋi cinhu kwaʋari; seɀamunotaura, ndiɀo ɀaticaita. Ɀino ndakaɗana ʋaprista, ndikaʋapikisa kuti ʋacaita iɀoɀo ɀakapikirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ipapo vakati, “Tichazvidzosa, hatingarevi chinhu kwavari; sezvamunotaura, ndizvo zvatichaita.” Zvino ndakadana vapristi, ndikavapikisa kuti vachaita izvozvo zvakapikirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ivo vakati, “Tichadzosera izvozvo pasina nechatichareva kwavari. Zvamareva ndozvatichaita.” Ndakadaidza vapristi ndichiitisa vatungamiri ivavo mhiko yokuti vaizoita sezvavakanga vatsidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ivo vakati, “Tichadzosera izvozvo pasina nechatichareva kwavari. Zvamareva ndozvatichaita.” Ndakadaidza vapristi ndichiitisa vatungamiri ivavo mhiko yokuti vaizoita sezvavakanga vatsidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ivo vakati, “Tichavadzorera. Uye hatichazorevi chimwe chinhuzve kubva kwavari. Tichaita sezvamareva.” Ipapo ndakadana vaprista ndikaita kuti vakuru navabati vaite mhiko kuti vagoita sezvavakanga vavimbisa.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 5:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy