Nehemia 5:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ini nehama dzangu nevashandi vangu tinovakweretesawo wani mari nembesanwa. Zvechimbadzo izvi, ngatiregei. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Neni ʋo, nehama dzaŋgu naʋaranda ʋaŋgu, takaʋapa cikwerete cemari neɀiyo, ticireʋa mhindu. Haiwa, ŋgatirege mhindu iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Neniwo nehama dzangu navaranda vangu, takavapa chikwerete chemari nezviyo, tichireva mhindu. Haiwa, ngatirege mhindu iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ini nehama dzangu nevashandi vangu tinovakweretesawo wani mari nembesanwa. Zvechimbadzo izvi, ngatiregei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ini nehama dzangu nevashandi vangu tinovakweretesawo wani mari nembesanwa. Zvechimbadzo izvi, ngatiregei. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ini nehama dzangu uye navaranda vangu tiri kukweretesa vanhu mari nezviyo. Asi izvo zvokureva mhindu ngazvigume! Viz kapitola |