Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvino pakanzwa Sanibharati kuti tavakuvaka rusvingo akashatirwa akapaka nehasha akashora vaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Asi Sanbarati wakati acinzwa kuti toʋaka ruȿiŋgo, akatsamŋa, akaʋa neshuŋgu kwaɀo, akaseka ʋaJuda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Asi Sanibharati akati achinzwa kuti tovaka rusvingo, akatsamwa, akava neshungu kwazvo, akaseka vaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvino pakanzwa Sanibharati kuti tavakuvaka rusvingo akashatirwa akapaka nehasha akashora vaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Zvino pakanzwa Sanibharati kuti tavakuvaka rusvingo akashatirwa akapaka nehasha akashora vaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino Sanibharati paakanzwa kuti takanga tava kuvakazve rusvingo, akatsamwa uye akava nehasha kwazvo. Akashora vaJudha

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 4:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy