Nehemia 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kubva ipapo, Meremoti mwanakomana wokwaUriya mwana waHakozi ndiye akagadzira zvichienda mberi. Mberi kwaiyeyu kukavakwa naMeshuramu mwanakamana waBherekiya mwana wokwaMeshezabheri. Pamberi pacho pakagadzirwa naZadhoki mwanakomana waBhaana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naMeremoti mŋanakomana waUria, mŋanakomana waHakozi. Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naMeshurami mŋanakomana waBerekia, mŋanakomana waMeshezaberi. Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naZadoki mŋanakomana waBaana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naMeremoti mwanakomana waUriya, mwanakomana waHakozi. Kurutivi rwavo rwakagadzirwa naMeshurami mwanakomana waBherekia, mwanakomana waMeshezabheri. Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naZadhoki mwanakomana waBhaana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kubva ipapo, Meremoti mwanakomana wokwaUriya mwana waHakozi ndiye akagadzira zvichienda mberi. Mberi kwaiyeyu kukavakwa naMeshuramu mwanakamana waBherekiya mwana wokwaMeshezabheri. Pamberi pacho pakagadzirwa naZadhoki mwanakomana waBhaana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kubva ipapo, Meremoti mwanakomana wokwaUriya mwana waHakozi ndiye akagadzira zvichienda mberi. Mberi kwaiyeyu kukavakwa naMeshuramu mwanakamana waBherekiya mwana wokwaMeshezabheri. Pamberi pacho pakagadzirwa naZadhoki mwanakomana waBhaana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Meromoti mwanakomana waUria, mwanakomana waHakozi akagadzira chikamu chaitevera. Aimutevera pakugadzira aiva Meshurami mwanakomana waBherekia, mwanakomana waMeshebhezeri, uye aitevera mushure make, Zadhoki mwanakomana waBhaana, akagadzirawo. Viz kapitola |