Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 3:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Vaiteverwa naZadhiki mwanakomana waImeru vakagadziridza pakanga pakatarisana nepamba pake. Vaiteverwawo naShemaya mwanakomana waShekaniya muchengetedzi wepasuo guru rokuMabvazuva akagadziridzawo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Zadoki mŋanakomana waImeri wakaʋateʋera pakugadzira pakatarisana neimba yake. Shemaya mŋanakomana waShekania, murindi wesuʋo rokumabvazuʋa, wakamuteʋera pakugadzira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zadhoki mwanakomana waImeri akavatevera pakugadzira pakatarisana neimba yake. Shemaya mwanakomana waShekania, murindi wesuo rokumabvazuva, akamutevera pakugadzira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Vaiteverwa naZadhiki mwanakomana waImeru vakagadziridza pakanga pakatarisana nepamba pake. Vaiteverwawo naShemaya mwanakomana waShekaniya muchengetedzi wepasuo guru rokuMabvazuva akagadziridzawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Vaiteverwa naZadhiki mwanakomana waImeru vakagadziridza pakanga pakatarisana nepamba pake. Vaiteverwawo naShemaya mwanakomana waShekaniya muchengetedzi wepasuo guru rokuMabvazuva akagadziridzawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Aivatevera, Zadhoki mwanakomana waImeri akagadzira pakatarisana neimba yake. Aimutevera ndiShemaya mwanakomana waShekania, murindi wokuSuo rokuMabvazuva, ane zvaakagadzira.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 3:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy