Nehemia 3:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pararu mwanakomana waUzai akagadzirawo pakatarisana napaKona pacho nepanharirire iya inooneka pamusoro pemba yamambo yapamusoro iya munhandare yavachengetedzi. Aiteverwa naPedhaya mwanakomana waParoshi Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Parari mŋanakomana waUzai wakagadzira pakatarisana nekona yoruȿiŋgo, neshoŋgwe inoɓuɗa paimba yokumsoro yamambo, iri paruʋazhe rwaʋarindi. Pedaya mŋanakomana waParoshi wakamuteʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Parari mwanakomana waUzai akagadzira pakatarisana nekona yorusvingo, neshongwe inobuda paimba yokumusoro yamambo, iri paruvazhe rwavarindi. Pedhaya mwanakomana waParoshi akamutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pararu mwanakomana waUzai akagadzirawo pakatarisana napaKona pacho nepanharirire iya inooneka pamusoro pemba yamambo yapamusoro iya munhandare yavachengetedzi. Aiteverwa naPedhaya mwanakomana waParoshi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Pararu mwanakomana waUzai akagadzirawo pakatarisana napaKona pacho nepanharirire iya inooneka pamusoro pemba yamambo yapamusoro iya munhandare yavachengetedzi. Aiteverwa naPedhaya mwanakomana waParoshi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 uye Parari mwanakomana waUzia akashanda pakatarisana nepakona uye napashongwe inobuda ichibva kumuzinda wokumusoro pedyo noruvazhe rwavarindi. Aimutevera, Pedhaya mwanakomana waParoshi Viz kapitola |