Nehemia 3:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 achiteverwawo naBhinai mwanakomana waBhenadhadhi akagadzirawo chimwewo chidimu chacho kubvira pamba paAzariya kudzamara paKona paye kusvikirawo paye panotenderera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Binui mŋanakomana waHenadadi wakamuteʋera pakugadzira mumŋe mupanda, kubva paimba yaAzaria kuȿikira pakona yoruȿiŋgo, kundoȿika ɀe pakona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Bhinui mwanakomana waHenadhadhi akamutevera pakugadzira mumwe mupanda, kubva paimba yaAzaria kusvikira pakona yorusvingo, kundosvikazve pakona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 achiteverwawo naBhinai mwanakomana waBhenadhadhi akagadzirawo chimwewo chidimu chacho kubvira pamba paAzariya kudzamara paKona paye kusvikirawo paye panotenderera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 achiteverwawo naBhinai mwanakomana waBhenadhadhi akagadzirawo chimwewo chidimu chacho kubvira pamba paAzariya kudzamara paKona paye kusvikirawo paye panotenderera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Aimutevera, Bhinui mwanakomana waHanadhadhi akagadzira chimwe chikamu, kubva paimba yaAzaria kusvikira pakona nokune imwezve kona, Viz kapitola |