Nehemia 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Achiteverwa kuvaka chimwewo chacho naBharuki mwanakomana waZabhai akagadziridza kubvira paKona ipapo kusvikira kumusuo wemba yaEriyashibhi mupristi mukuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Baruki mŋanakomana waZabai wakamuteʋera akagadzira nokushiŋgaira mumŋe mupanda, kubva pakona yoruȿiŋgo kuȿikira pamukoʋa weimba yaEriashibi muprista mukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Bharuki mwanakomana waZabhai wakamutevera akagadzira nokushingaira mumwe mupanda, kubva pakona yorusvingo kusvikira pamukova weimba yaEriashibhi mupristi mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Achiteverwa kuvaka chimwewo chacho naBharuki mwanakomana waZabhai akagadziridza kubvira paKona ipapo kusvikira kumusuo wemba yaEriyashibhi mupristi mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Achiteverwa kuvaka chimwewo chacho naBharuki mwanakomana waZabhai akagadziridza kubvira paKona ipapo kusvikira kumusuo wemba yaEriyashibhi mupristi mukuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Bharuki mwanakomana waZabhai akamutevera, akagadzira chimwe chikamu nomwoyo wose kubva pakona zvichienda pamusuo weimba yaEriashibhi muprista mukuru. Viz kapitola |