Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mambo akati kwandiri, izvozvo vahosi vakanga vagere zvavo munyasi mavo, “Uchaveko kwenguva yakadii? Kudzoka uchadzoka rini?” Mambo akazviona zviri zvinhu zvakanaka akandituma, ndikatarirana naye nguva yacho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Mambo akati kwandiri, (naʋahosi ʋo ʋakaŋga ʋagere naye): Rwendo rwako rucaita ŋguʋa yakaɗiniko? Ucadzoka rini? Ɀino mambo akatenda kundituma; ndikamutarira ŋguʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Mambo akati kwandiri, (navahosiwo vakanga vagere naye), “Rwendo rwako ruchaita nguva yakadiniko? Uchadzoka rini?” Zvino mambo akatenda kundituma; ndikamutarira nguva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mambo akati kwandiri, izvozvo vahosi vakanga vagere zvavo munyasi mavo, “Uchaveko kwenguva yakadii? Kudzoka uchadzoka rini?” Mambo akazviona zviri zvinhu zvakanaka akandituma, ndikatarirana naye nguva yacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Mambo akati kwandiri, izvozvo vahosi vakanga vagere zvavo munyasi mavo, “Uchaveko kwenguva yakadii? Kudzoka uchadzoka rini?” Mambo akazviona zviri zvinhu zvakanaka akandituma, ndikatarirana naye nguva yacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ipapo mambo, navahosi vakagara parutivi pake, akandibvunza akati, “Rwendo rwako runotora mazuva mangani, uye uchadzoka rinhi?” Naizvozvo zvakafadza mambo kuti anditume; saka ndakatara nguva.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 2:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy