Nehemia 13:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvakandishatirisa kwazvo, ndikakanda kunze kwemba iyoyo midziyo yose yaTobhiya yomumba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndikaʋa neshuŋgu kwaɀo; saka ndakarashira kunze kwekamuri nhumbi dzose dzaTobia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndikava neshungu kwazvo; saka ndakarashira kunze kwekamuri nhumbi dzose dzaTobhia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvakandishatirisa kwazvo, ndikakanda kunze kwemba iyoyo midziyo yose yaTobhiya yomumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvakandishatirisa kwazvo, ndikakanda kunze kwemba iyoyo midziyo yose yaTobhiya yomumba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndakashatirwa zvikuru ndokurasira kunze kwemba, midziyo yose yaTobhia. Viz kapitola |