Nehemia 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 uku Bhakibhukiya naUno hama dzavo vainge vachimira pakadaro apo vakatarisana navo pavainge vari pabasa irori. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 NaBakbukia, naUno, hama dzaʋo, ʋakaŋga ʋakatarisana naʋo pakurinda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 NaBhakibhukia, naUno, hama dzavo, vakanga vakatarisana navo pakurinda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 uku Bhakibhukiya naUno hama dzavo vainge vachimira pakadaro apo vakatarisana navo pavainge vari pabasa irori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 uku Bhakibhukiya naUno hama dzavo vainge vachimira pakadaro apo vakatarisana navo pavainge vari pabasa irori. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Bhakibhukia naUni, nehama dzavo, vakamira vakatarisana navo mushumiro. Viz kapitola |