Nehemia 12:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 KuvaRevhi uku paiva navava vanoti: Jeshua naBhinui naKadhimieri naSherebhiya naJudha naMataniya iyeyu nehama dzake vaiva varivo vokuona nezvenziyo dzokutenda Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋuye naʋaRevi aʋa: Jeshua, naBinui, naKadmieri, naSherebia, naJuda, naMatania, iye nehama dzake ndiʋo ʋairaira ʋaimbi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Uye navaRevhi ava: Jeshua, naBhinui, naKadhimieri, naSherebhia, naJudha, naMatania, iye nehama dzake ndivo vairaira vaimbi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 KuvaRevhi uku paiva navava vanoti: Jeshua naBhinui naKadhimieri naSherebhiya naJudha naMataniya iyeyu nehama dzake vaiva varivo vokuona nezvenziyo dzokutenda Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 KuvaRevhi uku paiva navava vanoti: Jeshua naBhinui naKadhimieri naSherebhiya naJudha naMataniya iyeyu nehama dzake vaiva varivo vokuona nezvenziyo dzokutenda Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 VaRevhi vaiti: Jeshua, Bhinui, Kadhimieri, Sherebhia, Judha, uyewo naMatania pamwe chete nehama dzake, aiva mukuru wenziyo dzokuvonga. Viz kapitola |