Nehemia 12:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 naSaru naAmoki naHirikiya naJedhaya. Ivava ndivo vaiva vakuru vakuru vavapristi nevehama dzavo mumazuva aJeshua. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 naSaru, naAmoki, naHirkiya, naJedaya. Ndiʋo ʋakaŋga ʋari ʋakuru ʋaʋaprista naʋehama dzaʋo pamazuʋa aJeshua. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 naSaru, naAmoki, naKirikiiya, naJedhaya. Ndivo vakanga vari vakuru vavapristi navehama dzavo pamazuva aJeshua. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 naSaru naAmoki naHirikiya naJedhaya. Ivava ndivo vaiva vakuru vakuru vavapristi nevehama dzavo mumazuva aJeshua. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 naSaru naAmoki naHirikiya naJedhaya. Ivava ndivo vaiva vakuru vakuru vavapristi nevehama dzavo mumazuva aJeshua. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Saru, Amoki, Hirikia naJedhaya. Ava ndivo vaiva vatungamiri vavaprista pamwe chete nehama dzavo pamazuva aJeshua. Viz kapitola |