Nehemia 11:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ava ndivo vanakomana vedzinza rokwaBhenjamini: kwaiti, Saru mwanakomana waMeshuramu Meshuramu ari mwanakomana waPedhaya, Pedhaya ari mwanakomana waKoraya Koraya mwanakomana waMaaseya Maaseya wakaberekwa naItieri, Itieri mwanakomana waJeshaya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaBenjamini: Saru mŋanakomana waMeshurami, mŋanakomana waJoedi, mŋanakomana waPedaya, mŋanakomana waKoraya, mŋanakomana waMaaseya, mŋanakomana waItieri, mŋanakomana waJeshaya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ava ndivo vanakomana vaBhenjamini: Saru mwanakomana waMeshurami, mwanakomana waJoedhi, mwanakomana waPedhaya, mwanakomana waKoraya, mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waItieri, mwanakomana waJeshaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ava ndivo vanakomana vedzinza rokwaBhenjamini: kwaiti, Saru mwanakomana waMeshuramu Meshuramu ari mwanakomana waPedhaya, Pedhaya ari mwanakomana waKoraya Koraya mwanakomana waMaaseya Maaseya wakaberekwa naItieri, Itieri mwanakomana waJeshaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ava ndivo vanakomana vedzinza rokwaBhenjamini: kwaiti, Saru mwanakomana waMeshuramu Meshuramu ari mwanakomana waPedhaya, Pedhaya ari mwanakomana waKoraya Koraya mwanakomana waMaaseya Maaseya wakaberekwa naItieri, Itieri mwanakomana waJeshaya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vaibva kuzvizvarwa zvaBhenjamini vaiti: Saru mwanakomana waMeshurami, mwanakomana waJoedhi, mwanakomana waPedhaya, mwanakomana waKoraya, mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waItieri, mwanakomana waJeshaya, Viz kapitola |