Nehemia 11:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 naMaaseya mwanakomana waBharuku Bharuki akaberekwa naKoruhozeni, Koruhozeni mwana waHazaya, Hazaya mwanawo waAdhaya Adhaya mwanakomana waJoyaribhu, Joyaribhu akaberekwa naZekariya ari mwanakomana womunhu wokuShiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 naMaaseya mŋanakomana waBaruki, mŋanakomana waKori‐hoze, mŋanakomana waHazaya, mŋanakomana waAdaya, mŋanakomana waJoyaribi, mŋanakomana waZekaria, mŋanakomana womuShironi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 naMaaseya, mwanakomana waBharuki, mwanakomana waKorihoze, mwanakomana waHazaya, mwanakomana waAdhaya, mwanakomana waJoyaribhi, mwanakomana waZekariya, mwanakomana womuShironi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 naMaaseya mwanakomana waBharuku Bharuki akaberekwa naKoruhozeni, Koruhozeni mwana waHazaya, Hazaya mwanawo waAdhaya Adhaya mwanakomana waJoyaribhu, Joyaribhu akaberekwa naZekariya ari mwanakomana womunhu wokuShiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 naMaaseya mwanakomana waBharuku Bharuki akaberekwa naKoruhozeni, Koruhozeni mwana waHazaya, Hazaya mwanawo waAdhaya Adhaya mwanakomana waJoyaribhu, Joyaribhu akaberekwa naZekariya ari mwanakomana womunhu wokuShiro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 naMaaseya mwanakomana waBharuki, mwanakomana waKori-Hoze, mwanakomana waHazaya, mwanakomana waAdhaya, mwanakomana waJoyaribhi, mwanakomana waZekaria, chizvarwa chaShera. Viz kapitola |