Online Bible

- Reklamy -

Nahumi 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vose vachakuona vachakukanuka vachikusuduruka vachiti, ‘Ninivhe yaparara. Ndiani achaichemawo ndichaiwanira kupikowo vokuinyaradza.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ipapo ʋose ʋanokuʋona ʋacakutiza, ʋaciti: Nineve raparadzwa, ndiani ucaricema? Ndicakutȿakirepi ʋanyaradzi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Ipapo vose vanokuona vachakutiza, vachiti, ‘Ninivhe raparadzwa, ndiani acharichema? Ndichakutsvakirepi vanyaradzi?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vose vachakuona vachakukanuka vachikusuduruka vachiti, ‘Ninivhe yaparara. Ndiani achaichemawo ndichaiwanira kupikowo vokuinyaradza.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Vose vachakuona vachakukanuka vachikusuduruka vachiti, ‘Ninivhe yaparara. Ndiani achaichemawo ndichaiwanira kupikowo vokuinyaradza.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Vose vachakuona vachakutiza uye vachati, ‘Ninevhe raparara, ndiani acharichema?’ Ndingawana kupi munhu angakunyaradza?”

Viz kapitola kopírovat

Nahumi 3:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy