Online Bible

- Reklamy -

Nahumi 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Maguta enyu etsvingo ose zvawo akaita semiti yemionde ine maonde okutanga kuibva, anoti kungoati zunzei anobva awira mukanwa momudyi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Nhare dzako dzose dzicafanana nemiʋonde inamaʋonde otaŋga kuibva; kana icizuzwa, anowira mumuromo wounodya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nhare dzako dzose dzichafanana nemionde ina maonde otanga kuibva; kana ichizunzwa, anowira mumuromo woanodya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Maguta enyu etsvingo ose zvawo akaita semiti yemionde ine maonde okutanga kuibva, anoti kungoati zunzei anobva awira mukanwa momudyi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Maguta enyu etsvingo ose zvawo akaita semiti yemionde ine maonde okutanga kuibva, anoti kungoati zunzei anobva awira mukanwa momudyi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Nhare dzako dzose dzafanana nemiti yemionde ine michero yokutanga yaibva; paanozunzwa, maonde anodonhera mumuromo momudyi.

Viz kapitola kopírovat

Nahumi 3:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy