Nahumi 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi iyo yakatotorwa ikaenda kuutapwa pwere dzayo dzikapwatitsirwa pasi pakona yomugwagwa wose wose chin'ange chakakandirwa vanhu vayo vanoremekedzeka vakuru vakuru vayo vose vasungwa nengetani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kunyaŋge ɀakaɗaro ʋakazoenda naro, rakatapxa; ʋana ʋaro ʋaɗuku ʋakaputsanyiwa pakuʋamba kwenzira dzose dzomumusha; ʋakakanda mijenya pamsoro paʋaikudzwa pakati paʋo, ʋakuru ʋaro ʋose ʋakasuŋgwa namaketani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Kunyange zvakadaro vakazoenda naro, rakatapwa; vana varo vaduku vakaputsanyiwa pakuvamba kwenzira dzose dzomumusha; vakakanda mijenya pamusoro pavaikudzwa pakati pavo, vakuru varo vose vakasungwa namangetani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi iyo yakatotorwa ikaenda kuutapwa pwere dzayo dzikapwatitsirwa pasi pakona yomugwagwa wose wose chin'ange chakakandirwa vanhu vayo vanoremekedzeka vakuru vakuru vayo vose vasungwa nengetani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi iyo yakatotorwa ikaenda kuutapwa pwere dzayo dzikapwatitsirwa pasi pakona yomugwagwa wose wose chin'ange chakakandirwa vanhu vayo vanoremekedzeka vakuru vakuru vayo vose vasungwa nengetani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Kunyange zvakadaro yakatapwa ikaendeswa kuutapwa. Vacheche varo vakaputsanyiwa kumavambo kwemigwagwa yose. Mijenya yakakandwa pamusoro pemachinda avo, uye vakuru vavo vakasungwa nengetani. Viz kapitola |