Online Bible

- Reklamy -

Nahumi 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ninivhe yakaita sedziva rine mvura yavhozhoka. Vanodaidzira kuti ngaimire ngaimire, asi hapana ari kudzokeramo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi kubva kare Nineve rakaŋga rakaita sedziʋa remvura; kunyaŋge ɀakaɗaro ʋanotiza. Ʋanoɗana ʋaciti: Mirai, mirai! asi hakunaunoceuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi kubva kare Ninivhe rakanga rakaita sedziva remvura; kunyange zvakadaro vanotiza. Vanodana vachiti, ‘Mirai, mirai!’ Asi hakuna anocheuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ninivhe yakaita sedziva rine mvura yavhozhoka. Vanodaidzira kuti ngaimire ngaimire, asi hapana ari kudzokeramo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ninivhe yakaita sedziva rine mvura yavhozhoka. Vanodaidzira kuti ngaimire ngaimire, asi hapana ari kudzokeramo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ninevhe rakafanana nedziva, uye mvura yaro iri kuerera ichipera. Vanochema vachiti, “Mirai! Mirai!” asi hapana anocheuka.

Viz kapitola kopírovat

Nahumi 2:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy