Mupiro 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pakarepo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa mupiro wokupisa pamwechete namafuta aiva paatari. Vanhu vose pavakazviona vakadaidzira vakati pasi zvambarara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ipapo mŋoto wakaɓuɗa pamberi paJehova, ukapisa cipiriso cinopiswa namafuta pamsoro peartari; ʋanhu ʋose ʋakati ʋaciɀiʋona ʋakaɗanidzira, ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Ipapo moto wakabuda pamberi paJehovha, ukapisa chipiriso chinopiswa namafuta pamusoro peatari; vanhu vose vakati vachizviona vakadanidzira, vakawira pasi nezviso zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pakarepo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa mupiro wokupisa pamwechete namafuta aiva paatari. Vanhu vose pavakazviona vakadaidzira vakati pasi zvambarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pakarepo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa mupiro wokupisa pamwechete namafuta aiva paatari. Vanhu vose pavakazviona vakadaidzira vakati pasi zvambarara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Moto wakabuda kubva pamberi paJehovha ukapisa chipiriso chinopiswa namafuta paaritari. Vanhu vose pavakazviona vakadanidzira nomufaro uye vakawira pasi nezviso zvavo. Viz kapitola |