Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 8:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Mosesi akapa Aroni navanakomana vake izvozvo zvose. Vakazvibata mumaoko avo, vakazvisimudza vachizviita mupiro unosimudzirwa kuna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 akaisa ɀose pamaʋoko aAroni, napamaʋoko aʋanakomana ʋake, akaɀizuŋguzira pamberi paJehova, kuti ciʋe cipiriso cinozuŋguzirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 akaisa zvose pamaoko aAroni, napamaoko avanakomana vake, akazvizunguzira pamberi paJehovha, kuti chive chipiriso chinozunguzirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Mosesi akapa Aroni navanakomana vake izvozvo zvose. Vakazvibata mumaoko avo, vakazvisimudza vachizviita mupiro unosimudzirwa kuna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Mosesi akapa Aroni navanakomana vake izvozvo zvose. Vakazvibata mumaoko avo, vakazvisimudza vachizviita mupiro unosimudzirwa kuna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Akaisa zvose mumaoko aAroni neevanakomana vake uye vakazvininira kuna Jehovha sechipiriso chokuninira.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 8:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy