Mupiro 7:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana mupiro iwoyo uri wokutenda, ngaapire pamwechete nechibayiro chokutenda chingwa chisina mbiriso choupfu hwakakanyiwa namafuta, nechimwe chingwa chakati fatata chisina mbiriso, chakazorwa mafuta, nechimwewo chingwa cheupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa chakanyatsokanyiwa namafuta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana munhu akaɀipa, kuti aʋoŋge naɀo, pamŋe cete neciɓayiro cokuʋoŋga naco, unofanira kupa ɀiŋgwa ɀiɗuku ɀisina‐kuʋiriswa ɀakakanyiwa namafuta, neɀiŋgwa ɀitete ɀisina‐kuʋiriswa ɀakazodzwa mafuta, neɀiŋgwa ɀakakanyiwa namafuta ɀoʋupfu bgakatsetseka ɀakakaŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kana munhu akazvipa, kuti avonge nazvo, pamwechete nechibayiro chokuvonga nacho, anofanira kupa zvingwa zviduku zvisina kuviriswa zvakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazodzwa mafuta, nezvingwa zvakakanyiwa namafuta zvoupfu hwakatsetseka zvakakangwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana mupiro iwoyo uri wokutenda, ngaapire pamwechete nechibayiro chokutenda chingwa chisina mbiriso choupfu hwakakanyiwa namafuta, nechimwe chingwa chakati fatata chisina mbiriso, chakazorwa mafuta, nechimwewo chingwa cheupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa chakanyatsokanyiwa namafuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana mupiro iwoyo uri wokutenda, ngaapire pamwechete nechibayiro chokutenda chingwa chisina mbiriso choupfu hwakakanyiwa namafuta, nechimwe chingwa chakati fatata chisina mbiriso, chakazorwa mafuta, nechimwewo chingwa cheupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa chakanyatsokanyiwa namafuta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “ ‘Kana akachipa sechiratidzo chokuvonga ipapo pamwe chete nechipiriso chokuvonga ichi, anofanira kupa makeke echingwa chakabikwa chisina mbiriso, chakaiswa mafuta, makeke matete akabikwa pasina mbiriso, akazorwa mafuta, namakeke oupfu hwakatsetseka akanyatsokanywa akaiswa mafuta. Viz kapitola |