Mupiro 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Anofanira kuunza kuna Tenzi mupiro wokuripa mhosva yokupfupira chitadzo chaakaita. Ngaaunze sheshe yehwai kana yembudzi yomupiro wokupfupira zvitadzo. Mupristi ngaaite mupiro wokuripira chitadzo chake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino ŋgaaʋuye necipiriso cake cemhoȿa pamberi paJehova pamsoro peɀiʋi ɀake ɀaakatadza, ŋgaiʋe hadzi yeɀipfuwo ɀiɗuku, kana gwaiana kana mbudzana, ciʋe cipiriso ceɀiʋi; muprista ŋgaamuyananisire pamsoro peɀiʋi ɀake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Zvino ngaauye nechipiriso chake chemhosva pamberi paJehovha pamusoro pezvivi zvake zvaakatadza, ngaive hadzi yezvipfuwo zviduku, kana gwayana kana mbudzana, chive chipiriso chezvivi; mupristi ngaamuyananisire pamusoro pezvivi zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Anofanira kuunza kuna Tenzi mupiro wokuripa mhosva yokupfupira chitadzo chaakaita. Ngaaunze sheshe yehwai kana yembudzi yomupiro wokupfupira zvitadzo. Mupristi ngaaite mupiro wokuripira chitadzo chake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Anofanira kuunza kuna Tenzi mupiro wokuripa mhosva yokupfupira chitadzo chaakaita. Ngaaunze sheshe yehwai kana yembudzi yomupiro wokupfupira zvitadzo. Mupristi ngaaite mupiro wokuripira chitadzo chake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 uye somuripo wechivi chaakaita, anofanira kuuya kuna Jehovha negwayana sheshe kana mbudzana sechipiriso chechivi uye muprista achamuyananisira chivi chake. Viz kapitola |