Mupiro 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kana munhu achida kupira Tenzi chibayiro chake kuti chive mupiro wokuwadzana, ingave mombe yomukono kana hadzi, asi ngaive isina chinoshoreka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Kana cipo cake ciri ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa, kana aciʋuya neŋombe, kana iri nzombe kana hadzi, ŋgaaʋuye necisinemhoȿa pamberi paJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 “Kana chipo chake chiri chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, kana achiuya nemombe, kana iri nzombe kana hadzi, ngaauye nechisina mhosva pamberi paJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kana munhu achida kupira Tenzi chibayiro chake kuti chive mupiro wokuwadzana, ingave mombe yomukono kana hadzi, asi ngaive isina chinoshoreka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kana munhu achida kupira Tenzi chibayiro chake kuti chive mupiro wokuwadzana, ingave mombe yomukono kana hadzi, asi ngaive isina chinoshoreka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “ ‘Kana chipiriso chomumwe chiri chokuwadzana, uye akapa chipfuwo, chichibva mudanga, chingava chikono kana chikadzi, anofanira kuuyisa pamberi paJehovha chipfuwo chisina kuremara. Viz kapitola |