Mupiro 27:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pagore rehwamanda paunofanira kudzoserwa muridzi wawo, unenge wava munda unoera wakakumikidzwa kuna Tenzi, uchava wavapristi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 asi munda uyu, kana ucisunuŋgurwa negore rejuberi, unofanira kuʋa mutȿene kunaJehova, somunda wakayeriswa; ucaʋa womuprista. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 asi munda uyu, kana uchisunungurwa negore rejubheri, unofanira kuva mutsvene kuna Jehovha, somunda wakayeriswa; uchava womupristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pagore rehwamanda paunofanira kudzoserwa muridzi wawo, unenge wava munda unoera wakakumikidzwa kuna Tenzi, uchava wavapristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pagore rehwamanda paunofanira kudzoserwa muridzi wawo, unenge wava munda unoera wakakumikidzwa kuna Tenzi, uchava wavapristi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Kana munda ukasunungurwa muJubhiri, uchava mutsvene, somunda wakapiwa kuna Jehovha; uchava munda wavaprista. Viz kapitola |