Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 26:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ʋacawirana saʋanhu ʋanowa pamberi pomunondo, kusinomunhu unoʋadziŋga; hamuŋgaʋi nesimba rokumira pamberi paʋaʋeŋgi ʋenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Vachawirana savanhu vanowa pamberi pomunondo, kusina munhu anovadzinga; hamungavi nesimba rokumira pamberi pavavengi venyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Vachabonderana sokunge vanotiza munondo, kunyange pasina anovadzinganisa. Saka hamuzogoni kumira pamberi pavavengi venyu.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 26:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy