Mupiro 26:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ndichakumwararidzai mukati mendudzi dzavanhu, ndichakutumirai hondo yebakatwa ikoko. Nyika yenyu ichasara yangova nyika, maguta enyu achisara angova matongo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ndicakurashanyai pakati paʋahedeni, nokuvomora munondo shure kwenyu; nyika yenyu icaʋa renje, maguta enyu acaʋa matoŋgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Ndichakurashanyai pakati pavahedheni, nokuvhomora munondo shure kwenyu; nyika yenyu ichava renje, maguta enyu achava matongo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ndichakumwararidzai mukati mendudzi dzavanhu, ndichakutumirai hondo yebakatwa ikoko. Nyika yenyu ichasara yangova nyika, maguta enyu achisara angova matongo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Ndichakumwararidzai mukati mendudzi dzavanhu, ndichakutumirai hondo yebakatwa ikoko. Nyika yenyu ichasara yangova nyika, maguta enyu achisara angova matongo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ndichakuparadzirai pakati pendudzi uye ndichabudisa munondo wangu ndigokudzingirirai. Nyika yenyu ichaparara, uye maguta enyu achava matongo. Viz kapitola |