Mupiro 26:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Simba renyu richaperera pasina nokuti hapana chamuchazokohwa muminda yenyu, miti yemichero yomunyika yenyu haina kana muchero wainozokupai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 simba renyu ricaperera pasina; nokuti nyika yenyu haiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀayo, nemiti yenyika haiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 simba renyu richaperera pasina; nokuti nyika yenyu haingabereki zvibereko zvayo, nemiti yenyika haingabereki zvibereko zvayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Simba renyu richaperera pasina nokuti hapana chamuchazokohwa muminda yenyu, miti yemichero yomunyika yenyu haina kana muchero wainozokupai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Simba renyu richaperera pasina nokuti hapana chamuchazokohwa muminda yenyu, miti yemichero yomunyika yenyu haina kana muchero wainozokupai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Simba renyu richaperera pasina nokuti ivhu renyu harizobereki zvibereko, kana miti yenyika yenyu, michero yayo. Viz kapitola |