Mupiro 25:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Kana munhu akatengesa imba yake iri muguta rakakomberedzwa norusvingo, ane mvumo yokuidzikinura kusati kwapera gore rokuitengesa kwake. Gore iroro rose ane mvumo yokuidzikinura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Kana munhu akateŋgesa imba iri muguta rakakombga namaȿiŋgo, uŋgaidzikinura gore rose raakateŋga naro risati rapera; unofanira kuʋa nesimba rokuidzikinura gore rose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Kana munhu akatengesa imba iri muguta rakakombwa namasvingo, ungaidzikinura gore rose raakatenga naro risati rapera; unofanira kuva nesimba rokuidzikinura gore rose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Kana munhu akatengesa imba yake iri muguta rakakomberedzwa norusvingo, ane mvumo yokuidzikinura kusati kwapera gore rokuitengesa kwake. Gore iroro rose ane mvumo yokuidzikinura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Kana munhu akatengesa imba yake iri muguta rakakomberedzwa norusvingo, ane mvumo yokuidzikinura kusati kwapera gore rokuitengesa kwake. Gore iroro rose ane mvumo yokuidzikinura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “ ‘Kana munhu akatengesa imba muguta rino rusvingo, anoramba aine mvumo yokuidzikinura kwegore rose shure kwokutengeswa kwayo. Munguva iyoyo anogona kuidzikinura. Viz kapitola |