Mupiro 25:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndinodaro nokuti igore rehwamanda, kwamuri igore rinoera. Muchadya zvamahoko omuminda yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti igore rejuberi; rinofanira kuʋa dɀene kwamuri; munofanira kudya ɀiɓereko ɀaro paminda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti igore rejubheri; rinofanira kuva dzvene kwamuri; munofanira kudya zvibereko zvaro paminda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndinodaro nokuti igore rehwamanda, kwamuri igore rinoera. Muchadya zvamahoko omuminda yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndinodaro nokuti igore rehwamanda, kwamuri igore rinoera. Muchadya zvamahoko omuminda yenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuti iJubhiri uye rinofanira kuva dzvene kwamuri. Idyai chete zvinotorwa kubva muminda. Viz kapitola |