Mupiro 24:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Asi ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Munhu unoʋuraya cipfuwo, unofanira kuripa; unoʋuraya munhu, unofanira kuʋurawa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Munhu unouraya chipfuwo, anofanira kuripa; anouraya munhu, anofanira kuurawa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Asi ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ani naani anouraya chipfuwo chomumwe ngaachiripe. Asi ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ani naani anouraya mhuka anofanira kuripa asi ani naani anouraya munhu anofanira kuurayiwa. Viz kapitola |