Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 24:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Murume uya aingova naamai vechiIsiraeri, amai vake vainzi Sheromiti vaiva mwanasikana waDhibhiri vedzinza rokwaDhani akashonha Mwari nezita achinyomba. Vakaenda naye kuna Mosesi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Mŋanakomana womukadzi muIsraeri akamhura zita raJehoʋa, akatuka, ʋakaenda naye kunaMosesi. Zita ramai ʋake rakaŋga riri Sheromiti, mŋanasikana waDibri, worudzi rwaDani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Mwanakomana womukadzi muIsiraeri akamhura zita raJehovha, akatuka, vakaenda naye kuna Mosesi. Zita ramai vake rakanga riri Sheromiti, mwanasikana waDhibhiri, worudzi rwaDhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Murume uya aingova naamai vechiIsiraeri, amai vake vainzi Sheromiti vaiva mwanasikana waDhibhiri vedzinza rokwaDhani akashonha Mwari nezita achinyomba. Vakaenda naye kuna Mosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Murume uya aingova naamai vechiIsiraeri, amai vake vainzi Sheromiti vaiva mwanasikana waDhibhiri vedzinza rokwaDhani akashonha Mwari nezita achinyomba. Vakaenda naye kuna Mosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Mwanakomana womukadzi muIsraeri akatuka Zita raJehovha nechituko; naizvozvo vakauya naye kuna Mozisi. (Zita ramai vake rainzi Sheromiti, mwanasikana waDhibhiri worudzi rwaDhani.)

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 24:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy