Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 23:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zuva rechigumi nemashanu remwedzi wakarewo izuva guru raTenzi reChingwa chisina mbiriso. Munofanira kudya chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nezuʋa regumi namashanu romŋedzi iwoyo ndiwo mutambo weɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa; munofanira kudya ciŋgwa cisina‐kuʋiriswa mazuʋa manomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nezuva regumi namashanu romwedzi iwoyo ndiwo mutambo wezvingwa zvisina kuviriswa; munofanira kudya chingwa chisina kuviriswa mazuva manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zuva rechigumi nemashanu remwedzi wakarewo izuva guru raTenzi reChingwa chisina mbiriso. Munofanira kudya chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Zuva rechigumi nemashanu remwedzi wakarewo izuva guru raTenzi reChingwa chisina mbiriso. Munofanira kudya chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Pazuva regumi namashanu romwedzi iwoyo Mutambo waJehovha weChingwa Chisina Mbiriso unotanga; kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chinobikwa chisina mbiriso.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 23:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy