Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 22:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ngaarege kudya chinhu chinofa choga kana chinorumwa haafaniri kudya, achizvin'oresa nacho. Ndini Tenzi ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ŋgaarege kudya cinhu cakafa coga, kana cakaʋurawa neɀikara, kuti aɀiȿiɓise naɀo; ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ngaarege kudya chinhu chakafa choga, kana chakaurawa nezvikara, kuti azvisvibise nazvo; ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ngaarege kudya chinhu chinofa choga kana chinorumwa haafaniri kudya, achizvin'oresa nacho. Ndini Tenzi ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ngaarege kudya chinhu chinofa choga kana chinorumwa haafaniri kudya, achizvin'oresa nacho. Ndini Tenzi ndinodaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Haafaniri kudya chimwe chinhu chinowanikwa chakafa kana kuti chabvamburwa nemhuka dzesango, akazosvibiswa nayo. Ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 22:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy