Mupiro 22:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 munhu anobata zvinhu zvakadaro, achava munhu akan'ora kusvikira zuva radoka. Haafaniri kudya zvinhu zvinoera asi kutoti ashamba muviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Munhu unoɓata cinhu cipi necipi cakaɗai, ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; haafaniri kudya ɀinhu ɀitȿene asati ashambidza muʋiri wake nemvura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Munhu unobata chinhu chipi nechipi chakadai, uchava usina kunaka kusvikira madeko; haafaniri kudya zvinhu zvitsvene asati ashambidza muviri wake nemvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 munhu anobata zvinhu zvakadaro, achava munhu akan'ora kusvikira zuva radoka. Haafaniri kudya zvinhu zvinoera asi kutoti ashamba muviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 munhu anobata zvinhu zvakadaro, achava munhu akan'ora kusvikira zuva radoka. Haafaniri kudya zvinhu zvinoera asi kutoti ashamba muviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Munhu uyo achabata kusachena uku achava asina kuchena kusvikira manheru. Haafaniri kudya zvipiriso zvipi zvazvo zvitsvene kusvikira ashamba nemvura. Viz kapitola |