Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 22:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Musambopira zvenyu kuna Mwari zvakadai zvinenge zvakabva kumutorwa nokuti zvine chinoshoreka pazviri, uyewo zvakaremadzwa, hamumbozvigamuchirirwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Musagamucira ɀakaɗai paruʋoko rwomutorwa, kuti mupe Mŋari wenyu ɀokudya ɀakaɗai, nokuti ɀakaipa, ɀakaremara, haɀiŋgagamucirwi nokuɗa kwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Musagamuchira zvakadai paruoko rwomutorwa, kuti mupe Mwari wenyu zvokudya zvakadai, nokuti zvakaipa, zvakaremara, hazvingagamuchirwi nokuda kwenyu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Musambopira zvenyu kuna Mwari zvakadai zvinenge zvakabva kumutorwa nokuti zvine chinoshoreka pazviri, uyewo zvakaremadzwa, hamumbozvigamuchirirwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Musambopira zvenyu kuna Mwari zvakadai zvinenge zvakabva kumutorwa nokuti zvine chinoshoreka pazviri, uyewo zvakaremadzwa, hamumbozvigamuchirirwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Uye hamufaniri kugamuchira mhuka dzakadai kubva mumaoko omutorwa muchizodzipa sechokudya chaMwari wenyu. Hadzizogamuchirwi panzvimbo yenyu nokuti dzakaremara uye hadzina kukwana.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 22:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy