Mupiro 22:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Musapire Tenzi chipfuwo chakapofomara kana chakaremera kana chakaremadzwa kane chine ronda riri kubuda urwa kana chine chisasa kana chine mapezi. Musambopira izvozvo zvakadaro kuna Tenzi kana kuita nazvo mupiro wokupiswa paatari kuna Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana ciri cinhu cakaita ɓofu, kana cakavunika, kana cakakuʋara, kana cinamaronda, kana cinecikwekwe, kana cinapakafunuka, murege kupa Jehova iɀoɀo, musapisira Jehova iɀoɀo paartari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Kana chiri chinhu chakaita bofu, kana chakavhunika, kana chakakuvara, kana chinamaronda, kana chine chikwekwe, kana china pakafunuka, murege kupa Jehovha izvozvo, musapisira Jehovha izvozvo paatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Musapire Tenzi chipfuwo chakapofomara kana chakaremera kana chakaremadzwa kane chine ronda riri kubuda urwa kana chine chisasa kana chine mapezi. Musambopira izvozvo zvakadaro kuna Tenzi kana kuita nazvo mupiro wokupiswa paatari kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Musapire Tenzi chipfuwo chakapofomara kana chakaremera kana chakaremadzwa kane chine ronda riri kubuda urwa kana chine chisasa kana chine mapezi. Musambopira izvozvo zvakadaro kuna Tenzi kana kuita nazvo mupiro wokupiswa paatari kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Musapa kuna Jehovha zvakapofumara, zvakakuvara kana zvakaremara, kana chinhu chine mhezi kana chine maronda anopararira. Musaisa chipi zvacho chezvinhu izvi paaritari sechipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto. Viz kapitola |