Mupiro 22:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi kana mupristi akatenga muranda nemari kana muranda iyeyo anogona kuzvidya uye vakaberekwa mumusha make vangadye zvavo chokudya chaanodya iye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi kana muprista akateŋga munhu nomuteŋgo wemari yake, iye uŋgaɀidya; ʋuye ʋose ʋanoɓerekerwa mumba make, ʋaŋgadya ɀokudya ɀake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Asi kana mupristi akatenga munhu nomutengo wemari yake, iye ungazvidya; uye vose vanoberekerwa mumba make, vangadya zvokudya zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi kana mupristi akatenga muranda nemari kana muranda iyeyo anogona kuzvidya uye vakaberekwa mumusha make vangadye zvavo chokudya chaanodya iye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi kana mupristi akatenga muranda nemari kana muranda iyeyo anogona kuzvidya uye vakaberekwa mumusha make vangadye zvavo chokudya chaanodya iye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi kana muprista akatenga nhapwa nemari, kana kuti nhapwa ikaberekerwa mumba make, nhapwa iyoyo inogona kudya chokudya chake. Viz kapitola |