Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 21:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Hakuna munhu wemhuri yokumupristi Aroni ane pakaremara anobvumirwa kuuya kuzopirira vanhu mipiro inoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi. Ane pakaremara haabvumirwi kuzopirira vanhu chokudya chinopirwa kuna Mwari wake

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 munhu upi noupi worudzi rwomuprista Aroni wakaremara haafaniri kusweɗera kuʋuya neɀipiriso ɀinopiswa ɀaJehova; wakaremara, haafaniri kusweɗera kuʋuya neɀokudya ɀaMŋari wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 munhu upi noupi worudzi rwomupristi Aroni wakaremara haafaniri kuswedera kuuya nezvipiriso zvinopiswa zvaJehovha; wakaremara, haafaniri kuswedera kuuya nezvokudya zvaMwari wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Hakuna munhu wemhuri yokumupristi Aroni ane pakaremara anobvumirwa kuuya kuzopirira vanhu mipiro inoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi. Ane pakaremara haabvumirwi kuzopirira vanhu chokudya chinopirwa kuna Mwari wake

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Hakuna munhu wemhuri yokumupristi Aroni ane pakaremara anobvumirwa kuuya kuzopirira vanhu mipiro inoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi. Ane pakaremara haabvumirwi kuzopirira vanhu chokudya chinopirwa kuna Mwari wake

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Hapana wechizvarwa chaAroni akaremara neipi nzira angaswedera pedyo kuzopa zvipiriso zvinoitirwa Jehovha nomoto. Ano urema; haafaniri kuswedera pedyo kuzopa zvokudya zvaMwari wake.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 21:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy