Mupiro 21:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kuti vana vake varege kuva vana vakan'ora pakati pevokwake. Ini Tenzi ndini ndinomuita kuti ave mutsvene.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ŋgaarege kushatsa ʋana ʋake pakati porudzi rwake; nokuti ndini Jehova ndinomutsaura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Ngaarege kushatsa vana vake pakati porudzi rwake; nokuti ndini Jehovha ndinomutsaura.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kuti vana vake varege kuva vana vakan'ora pakati pevokwake. Ini Tenzi ndini ndinomuita kuti ave mutsvene.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 kuti vana vake varege kuva vana vakan'ora pakati pevokwake. Ini Tenzi ndini ndinomuita kuti ave mutsvene.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 kuitira kuti arege kuzosvibisa zvizvarwa zvake pakati pavanhu vokwake. Ndini Jehovha ndinomuita mutsvene.’ ” Viz kapitola |