Mupiro 21:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Haafanire kumbosiya nzvimbo inoera kana kun'oresa nzvimbo yaMwari wake inoera nokuti kuteketerwa kwaakaitwa kuna Mwari achizodzwa mafuta kuri paari, ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ŋgaarege kuɓuɗa panɀimbo tȿene, kana kushatsa nɀimbo tȿene yaMŋari wake, nokuti mafuta okugadza aMŋari wake ari pamsoro pake; ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 ngaarege kubuda panzvimbo tsvene, kana kushatsa nzvimbo tsvene yaMwari wake, nokuti mafuta okugadza aMwari wake ari pamusoro pake; ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Haafanire kumbosiya nzvimbo inoera kana kun'oresa nzvimbo yaMwari wake inoera nokuti kuteketerwa kwaakaitwa kuna Mwari achizodzwa mafuta kuri paari, ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Haafanire kumbosiya nzvimbo inoera kana kun'oresa nzvimbo yaMwari wake inoera nokuti kuteketerwa kwaakaitwa kuna Mwari achizodzwa mafuta kuri paari, ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 kana kubva munzvimbo tsvene yaMwari kana kuisvibisa, nokuti akakumikidzwa namafuta okuzodza aMwari wake. Ndini Jehovha. Viz kapitola |