Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 20:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Munofanira kuʋa ʋatȿene kwandiri; nokuti ini Jehova ndiri mutȿene, ndakakutsaurai pakati pedzimŋe ndudzi, kuti muʋe ʋaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Munofanira kuva vatsvene kwandiri; nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ndakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi, kuti muve vangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Munofanira kuva vatsvene kwandiri nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene. Ndakakutsaurai kubva kundudzi kuti muve vangu ndoga.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 20:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy