Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 20:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Naizvozvo imi zivai kusiyanisa mhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora, neshiri dzakan'ora nedzisina kun'ora. Musazvin'orese nemhuka kana neshiri kana nezvinhu zvipi nezvipi zvazvo zvizere panyika, dzandakakutsaurirai mudzizive kuti dzakan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Naiɀoɀo tsaurai ɀipfuwo ɀakanaka paneɀakaipa, neshiri dzakaipa panedzakanaka; kuti murege kuʋa ʋanhu ʋanonyaŋgadza neɀipfuwo, kana neshiri, kana necinhu cipi necipi cinokambaira panyika candakatsaura kwamuri ndiciti, haɀina‐kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Naizvozvo tsaurai zvipfuwo zvakanaka pane zvakaipa, neshiri dzakaipa pane dzakanaka; kuti murege kuva vanhu vanonyangadza nezvipfuwo, kana neshiri, kana nechinhu chipi nechipi chinokambaira panyika chandakatsaura kwamuri ndichiti, hazvina kunaka.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Naizvozvo imi zivai kusiyanisa mhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora, neshiri dzakan'ora nedzisina kun'ora. Musazvin'orese nemhuka kana neshiri kana nezvinhu zvipi nezvipi zvazvo zvizere panyika, dzandakakutsaurirai mudzizive kuti dzakan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 “ ‘Naizvozvo unofanira kuisa mutsauko pakati pemhuka dzakachena nedzisina kuchena uye pakati peshiri dzakachena nedzisina kuchena. Musazvisvibisa nemhuka ipi zvayo kana shiri kana chimwe chinhu chinofamba pavhu, idzo dzandakatsaura sedzisina kuchena kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 20:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy