Mupiro 20:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana murume akatorana nomukadzi achizotoranawo navambuya vake, uipi ihwohwo, iye naivo vanofanira kupiswa nomoto kuti pakati penyu parege kuva nouipi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana munhu akatora mukadzi pamŋe cete namai ʋake, ɀakaipa; ʋanofanira kupiswa nomŋoto ʋose, iye naiʋo; kuti kurege kuʋa neɀakaipa pakati penyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Kana munhu akatora mukadzi pamwechete namai vake, zvakaipa; vanofanira kupiswa nomoto vose, iye naivo; kuti kurege kuva nezvakaipa pakati penyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana murume akatorana nomukadzi achizotoranawo navambuya vake, uipi ihwohwo, iye naivo vanofanira kupiswa nomoto kuti pakati penyu parege kuva nouipi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana murume akatorana nomukadzi achizotoranawo navambuya vake, uipi ihwohwo, iye naivo vanofanira kupiswa nomoto kuti pakati penyu parege kuva nouipi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Kana mumwe akawana mukadzi pamwe chete namai vake, zvakaipa. Vose iye naivo vanofanira kupiswa mumoto kuitira kuti pasawanikwe kuipa pakati penyu. Viz kapitola |