Mupiro 20:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Murume anotorana nomukadzi wababa wake atozvidza baba wake. Murume iyeyo nomukadzi wacho vose zvavo vari vaviri vanofanira kutouraiwa Rufu rwavo nderwokuzviparira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Munhu unoʋata nomukadzi waɓaɓa ʋake, wafukura ɓaɓa ʋake, ɀirokwaɀo ʋose ʋari ʋaʋiri ʋanofanira kuʋurawa; mhoȿa yeropa raʋo icaʋa pamsoro paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Munhu unovata nomukadzi wababa vake, wafukura baba vake, zvirokwazvo vose vari vaviri vanofanira kuurawa; mhosva yeropa ravo ichava pamusoro pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Murume anotorana nomukadzi wababa wake atozvidza baba wake. Murume iyeyo nomukadzi wacho vose zvavo vari vaviri vanofanira kutouraiwa Rufu rwavo nderwokuzviparira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Murume anotorana nomukadzi wababa wake atozvidza baba wake. Murume iyeyo nomukadzi wacho vose zvavo vari vaviri vanofanira kutouraiwa Rufu rwavo nderwokuzviparira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “ ‘Kana murume akavata nomukadzi wababa vake azvidza baba vake. Vose murume nomukadzi vanofanira kuurayiwa. Ropa ravo richava pamusoro pavo. Viz kapitola |