Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 19:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 “Musapindukire kuzvifananidzo. Musagadzire vamwari vokuumba noutare. Ini Tenzi ndini Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Musaʋa nehanya neɀifananidzo, kana kuɀiitira ʋamŋari ʋakaʋumbga; ndini Jehova Mŋari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “ ‘Musava nehanya nezvifananidzo, kana kuzviitira vamwari vakaumbwa; ndini Jehovha Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 “Musapindukire kuzvifananidzo. Musagadzire vamwari vokuumba noutare. Ini Tenzi ndini Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 “Musapindukire kuzvifananidzo. Musagadzire vamwari vokuumba noutare. Ini Tenzi ndini Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 “ ‘Musava nehanya nezvifananidzo kana kuzviitira vamwari vesimbi dzakanyungudutswa. Ndini Jehovha Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 19:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy